Founded by Apostle Dr. Ezekiel H. Guti: Over 50 Years and Moving On

Power In The Blood / Mune Simba

Audio: 

You may need: Adobe Flash Player.

language: 
English, Shona

 
There is power, power
Wonder-working power in the blood of the Lamb
There is power, power
Wonder-working power in the precious blood of the Lamb
 
Buddha akafa, akafa zvikarova
N'anga yakafa, yakafa zvikarova
Mohammed ndokufa, akafa zvikarova
Hare Krishna akafa zvikarova
 
Mune simba muropa raJesu
 
Nyangwe madhimoni
Anoziva
Chero mweya yekuroya
Inoziva
Chero mweya yekunyepa
Inoziva
Chero mweya yekutuka
Inoziva
 
Bye bye urombo
Bye bye kunyepa
Bye bye husimbe

Post new comment

By submitting this form, you accept the Mollom privacy policy.
Please register or login to add news

Stay Involved with ZEGU

Stay Involved with ZEGU

published May 29, 2015
Category: Music
published May 11, 2015
Category: Music